DuraMazwi
Browse Words
Words

-tevedza

Shona Definition

Ku tevedza kufambisa mashoko zvino mutsetse, kubva pano mumwe munhu zvichienda pano mumwe. Kana uchi tevedza nzira unenge uchifamba nomairi, kana nomujinga mayo. Kana uchi tevedza tsika nemagariro avaShona, unenge uchitoita tsika dzacho.

English Translation

To follow is to pass information in a line, from one person to another. If you are following a path, you are walking along it, or along its edge. If you are following Shona customs and traditions, you are actually practicing those customs.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.