Kana munhu aka tetereka , anenge abva pamusha achingoenda kusina kana waanoziva. Mukoma wangu akangotetereka nenyika. Hapana anoziva kuti aripi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.