Browse Words
Shona Definition
Ku tendera kubvuma zvaunenge waudzwa kana kuwirirana nazvo. -bvumira . Ku tendera kubvumidza zvimwe zvinhu kuti zviitike. Handitenderi kuti mwana wangu amwe doro ari pachikoro. -bvumira .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.