DuraMazwi
Browse Words
Words

-taudza

Shona Definition

Ku taudza katanga nyaya nomunhu, une chinangwa chokumuvaraidza muchikurukura. Ku taudza munhu kumudenha kana kumushatirisa. Muchinda wokuti kana amwa otaudzana navanhu akazogadzirwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.