Used in other entries
“Ku jatura kugujurudzwa uchienda mudenga uchidzokazve pawanga ugere, zvinoita munhu akagadha tarakita inenge ichimhanya.”
from -jatura“Ngoro mudziyo une mavhiri unogadzirwa nesimbi kana nemapuranga unokwevewa nemombe, madhongi kana tarakita, unoshandiswa kutakurisa zvinhu zvinorema.”
from ngoro“Ku rima kutimba pasi negejo, badza kana tarakita, kuti mbeu dzigodzvarwa.”
from -rima“tarakita”
from tirakita