DuraMazwi
Browse Words
Words

-tadza

Shona Definition

Ku tadza kusakwanisa kuita zvinoitwa navamwe. -kundikana, -koniwa . Ku tadaza kuita zvisakarurama pamberi paMwari, kana kutyora mutemo netsika. Ku tadza kuita chero chinhu chakaipa. -posha, -shaisha . Kana munhukadzi anga ane nhumbu achinzi a tadza anenge aita mwana, mwana wacho akashaya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.