DuraMazwi
Browse Words
Words

svetu

Shona Definition

Kuti svetu kutomuka munhu achikwira mudenga. Paakasvika pamugero une mvura akati svetu achibva anomira mhiri.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries