Kana muriwo wa svava unenge waunyana nokuda kokushaya mvura. Ku svava kusuwa, iwe wambenge wakafara. Pakasvika shoko renjodzi, vanhu vakanga vari pamutambo vakasvava. -suwa .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.