DuraMazwi
Browse Words
Words

-siya

Shona Definition

Ku siya kurega kuita chimwe chinhu chawaisomboita. Baba vakati zvedoro ndakasiya kare. Ku siya kubva usina kutora munhu kana chinhu. Shamwari, handina kusiya kepisi yangu kumba kwako here? Ku siya kukunda munhu pakumhanya. Edhiwati akasiya vanhu sevamire pamakwikwi okumanya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.