DuraMazwi
Browse Words
Words

-simura

Shona Definition

Ku simura kudzura chinhu chinenge chichikura kubva muvhu kuti undochidzvara pamwe. Takasimura nhondo tichindodzidzvara mugadheni. -sumura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.