DuraMazwi
Browse Words
Words

-simbisa

Shona Definition

Kana uchi simbisa munhu unenge wamutumira kumumhorosa kwako nemumwe. Baba vakati kuna sekuru, endai munosimbisa mbuya. Ku simbisa mwana anopiwa mishonga yokuti asakanganiswa nemweya yesvina. Kana muBhishopu achiku simbisa anenge achikupa mucherechedzo wokuti wakura muchitendero.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.