Browse Words
Shona Definition
Aya maitiro esvoto, okuti kana ukasawana zvaunoda, haudi kuti umwe munhu ave nazvo. Kana munhu achinzi ane shayisano , anenge asina chinhu, asi asingandi kuti vamwe vanhu vachiite kana kuti vamukunde.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.