Used in other entries
“Iyi imhunga inoita shanga diki dzakabatana.”
from chifumbata“Kana shanga dzichi ngwacharika dzinenge dzadonha kana kudonhedzwa pasi dziri dutu, dzoita ruzha.”
from -ngwacharika“Kana uchiruka bhasikiti, shanga dzinopimbiringa pamusana waro.”
from -pimbiringa“Mai pavaikanda nzungu mumakomba ataiva tachera nemapadza, isu taitevera tichipfukura kuti shanga dzisadyiwa neshiri.”
from -pfukura“Kana uchi panjika unenge uchitsemura shanga dzekugadzirisa mhasa nepakati.”
from -panjika“Kuti tsokonyo kubvisa shanga dzemabarwe pamaguri adzo.”
from tsokonyo