DuraMazwi
Browse Words
Words

-shambadza

Shona Definition

Kana uchi shambadza unenge uchitaurira vanhu kunaka kwechinhu chaunenge uchida kuti vatenge. Kana uchi shambadza unenge uchifamba uchitengesa zvinhu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.