DuraMazwi
Browse Words
Words

-sasamura

Shona Definition

Ku sasamura kuzunza marara kana tsvina inenge yakanamira panhu. Akasasamura guruva raiva pabhachi. - shashamura -kuhumura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.