Browse Words
Shona Definition
Ku roverera munhu kumuisa pachinzvimbo chakaomarara uchitaura zvimunobatisa nemhosva. Ku roverera kuramba wongotutidzira zvinhu pazvinenge zvakwana. Doro iri rinoshata nokuti takaramba toroverera mvura. Ku roverera kuwanza zvinhu pane zvimwe. Kunze kwaitonhorera tikaroverera huni muchoto. Ku roverera kumanikidzira zvinhu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.