DuraMazwi
Browse Words
Words

-ringindira

Shona Definition

Ku ringindira kukura komunhu zvakakwana, uye zvakaenzanirana. Chimhandara ichi charingindira zvinoyevedza. Ku ringindira kuzara kunoita zvaiswa mune chimwe chinhu, zvichinatsokwanirana noukuru hwacho. Ku ringindira kugaroenda kune imwe nzvimbo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.