Used in other entries
“Kana uchi pfutidza moto kana rambi, unenge uchitora mechisa kuti pave nemoto kana kuti kubatanidza huni dzanga dzava nemoto mushoma kana kuti dzadzima wofuridza nemuromo.”
from -pfutidza“Ku furidza kuburitsa mweya wakasimba nomumuromo, senge zviya munhu achibatidza moto, kudzima rambi, kubvisa chinhu chiri muziso remumwe, kana kutonhodza chidyiwa kana chinwiwa chinopisa.”
from -furidza