Ku pumhuka kumhanya zvakasimba nokutiza zvachose, kungaita zvipfuwo kana zvavhundutswa zvakanyanya. Hatichisina makwai nokuti ose akapumhuka adzingirirwa nembwa dzokwaChikwari.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.