DuraMazwi
Browse Words
Words

-piringana

Shona Definition

Kana muchi piringana munenge makakanyana kunyanya, makaungana pane imwe nzvimbo, asi makawandisa zvokuti hamuna rusungunuko rwakakwana. Kana tambo dzaka piringana dzinenge dzakamonerana, zvokuti dzinonetsa kana kutora nguva kubvisa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.