Browse Words
Shona Definition
Ku pira kuita zvirango zvokushumira midzimu, kana kuti kunamata kuna Mwari. Ku pira nyaya kuipinza mudare, kana kuti kuisvitsa padanho repamusoro rinotevera. -kwidza . Ku pira kupfuudza chinhu kubva pauri, uchichiendesa pane mumwe wako nemaoko kana nemakumbo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.