Browse Words
Shona Definition
Ku pfuura kupindira chimwe chinhu changa chiri pamberi pako. Kana wa pfuura nzvimbo unenge wasvika nepairi ukaendera mberi nerwendo rwako. Kana wa pfuura kwawanga uchienda unenge wasiya nzvimbo yacho mumasure nokusaziva. Kana nguva ichinge ya pfuura inenge yatodarika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.