Browse Words
Shona Definition
Ku pfunda kusunga chimwe chinhu kuti chibate kana kuchengetedzeka. Ku pfuda kudya nyimo kana nzungu dzisina kubikwa kana kukangwa. Kana munhu aka pfunda anenge akachengetedza mvura mumuromo, asingaimedzi kana kusvipa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.