Used in other entries
“Ku dumara kupera kupinza kana kutesvera kwedemo kana pfumo.”
from -dumara“Kuti tika kunyudza pfumo kana sanhu munyama.”
from tika“Kana pfumo rati ndura rinenge rabaya parapotserwa rikatadza kupinda.”
from -ndura“Pfumo rakangunya rabaya musoro wemhuka.”
from -ngunya“Rwiriko rumuti runopfekerwa pfumo.”
from rwiriko“Kuti tika kunyudza pfumo kana sanhu munyama.”
from tika