Browse Words
Shona Definition
Ku pfonyedza kuisa zvinhu zvakaita sehembe mune chimwe chinhu, dzisina kupetwa zvakanaka. -fonyera, -pfonyera . Ku pfonyedza kuzadza chikafu mumuromo kana zvimwe zvinhu mumudziyo waunenge uchishandisa kuzvitakurira kana kuchengetera. Ku pfonyedza hembe kana bhurauzi kuzvipinza mumutirauzi kana siketi. -fonyera, -pfonyera .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.