DuraMazwi
Browse Words
Words

-pfakanyika

Shona Definition

Ku pfakanyika kabva pawanga uri, zvikuru kana wakarara, uchishanduka kana kuswedera rumwe rutivi zvishomane kubva pawanga uri. Kana munhu achi pfakanyika anenge achifambisa muviri wake zvishoma zvinoratidza kuti mupenyu zvikuru kana akarara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.