DuraMazwi
Browse Words
Words

-ozha

Shona Definition

Kana wa ozha unenge wataura zvinhu zvisina musoro. Kana Toro adhakwa anenge ongoozha kutaura.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.