DuraMazwi
Browse Words
Words

nyoka

Shona Definition

Nyoka chipuka chisina makumbo chinofamba chichizvonyongoka, uye chinogona kuruma munhu akafa nokuda kweuturu hwacho. Nyoka dzemudumbu zvinhu zviri mudumbu zvinorira dzimwe nguva zvinonzi izvo ndizvo zvinogaya chikafu chatinodya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries