DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyirinyita

Shona Definition

Ku nyirinyita kupenya sezvinoita dehwe rembada. Ku nyirinyita kuisa zvidavado pahari yaumbwa kuti iyevedze.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.