Browse Words
Shona Definition
Kuti nyevenu kusununguka kana kufara mushure mokunge wanzwa kana kuona kuti zvakashata zvawanga uchifungudzira hazvina kuitika. Mushure mekubheuka nebhazi, ndakati nyevenu ndaona kuti mhuri yangu yose yaiva yapona.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.