Used in other entries
“Ukaswera nechipukupuku hapana nyaya dzinovaka dzinobudapo."”
from chipukupuku“Dandadzo inguva yokuvarairwa, vanhu vachiitaura nyaya vasina basa ravanoita.”
from dandadzo“Dare inzvimbo inotongerwa nyaya pamuzinda waMambo kana mutongi.”
from dare“Dindikwa maitiro okusiya nyaya isati yapera kutaurwa pachine mivhunzo.”
from dindikwa“Iyi iganhuro yebhuku, panenge pachitanga nyaya itsva kana kuti zviitiko zvikuru zvitsva munyaya.”
from chitsauko“Uku kupukunyuka panenge pashata nyaya nokutiza.”
from chitsokandibereke