DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyandura

Shona Definition

Ku nyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga akazvinyararira. Kana uchida kunyandura nzou, bata mwana wayo. Ku nyandura kubvanyangura zvanga zvakarongedzwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.