DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyahwaira

Shona Definition

Kana munhu achi nyahwaira anenge achifamba zvinyoronyoro kuti asanzwika. Anoda kuba anonyahwaira kuti ashaye anomunzwa kana kumuona. Ku nyahwaira kufamba wakakotamisa musoro nekuda kwenyadzi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.