DuraMazwi
Browse Words
Words

-nyadza

Shona Definition

Ku nyadza kuita zvinoshoreka pana vamwe. Kufoyira kwekirasi yose kunonyadza mudzidzisi. -svodedza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.