DuraMazwi
Browse Words
Words

-nunuvara

Shona Definition

Ku nunuvara kufamba munhu akakombamira mberi nekuda kweurwere. Ndaifamba ndakanunuvara pandairwara nomusana. Ku nunuvara kuratidza shungu dzakawandisa komunhu apererwa nemazano.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.