Kana panhu pachi nhuhwa panenge paine mweya usina kunaka, unogona kumisa mwoyo kana kurutsisa. Pazumbu rehuku pari kunhuwa chaizvo, kubvira kunaya kwakaita mvura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.