DuraMazwi
Browse Words
Words

nhotamazwi

Shona Definition

Uyu munhu anoteerera zvinenge zvichitaurwa nevamwe vanhu, kuti azonoudza vanenge vamutuma.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.