Used in other entries
“Uku kudya kwakatsviririra kunosaririra muhari yabikirwa kudya kwakaita serupiza kana nhopi.”
from makokotere“Mushamba munhanga unorimwa uchiita manhanga anobikiswa nhopi, kana kupihwa nguruve dzinochengetwa mumusha kuti dzidye.”
from mushamba“Kuti switi kuwira pasi kunoita nhopi kana bota.”
from switi“Ingoti kambu kambu nhopi iyi, yapora.”
from kambu“Mufere muti unodyarwa uchikura wakatambarara, unokubereka vana vanonzi mashamba, vanobikiswa nhopi kana kupihwa mombe.”
from mufere“Ingoti kambu kambu nhopi iyi, yapora.”
from kambu