DuraMazwi
Browse Words
Words

nhetsutetsu

Shona Definition

Uku kubuda kwezvinhu zvizhinji panguva imwe chete. Vana vechikoro vakati nhetsunhetsu kubuda mudzimba dzavanodzidzira, zvavainge vapedza zvidzidzo. Uku kuwanda kwemidziyo iri kututirwa kana kudzakiswa mumotokari, kana kuti inenge yakatakurwa. Uku kuwanda kwemichero pamuti umwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.