Browse Words
Shona Definition
Nhanga imba inorara vasikana vasati varoorwa. ANTONYMS gota Nhanga inzvimbo inokamirwa mombe, uye padzinofurira nokuzororera. Nhanga inzvimbo inowanzoendwa nevavhimi, kana kuti inowanza kunotorwa zvekudya zvakaita semuchero. Nhanga inzvimbo yakakurwa, yakakomberedza imba. chivanzi
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Hurungwe chinhu chakatenderera uye chinokwanisa kukunguruka, chakaita sebhora kana nhanga.”
from hurungwe“nhanga ruvhevhe”
from hositeri“Kuti mwepfu kudambura chinhu chakaita sembambaira kana nhanga rakabikwa.”
from mwepfu“nhanga”
from nheve“Nhanga rakadonha mungoro rikabva rati bwadagu.”
from bwadagu“Kuti mwepfu kudambura chinhu chakaita sembambaira kana nhanga rakabikwa.”
from mwepfu