Browse Words
Shona Definition
Ngwendere idambudziko guru rinonetsa vanhu. Ngwendere ibopoto rakaoma kwazvo. Ngwendere munhu asinganeti kuita chimwe chinhu, chakaita sebasa rakawanda kana kuti kunonota vamwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.