DuraMazwi
Browse Words
Words

nguru nguru

Shona Definition

Kuti nguru nguru kufambisa maziso kunoita munhu anenge ari kunyara zvaaita. Akati maziso nguru nguru, paakanzi ndiye aba nyama. Kuti nguru nguru kuchukucha bhodhoro rine mvura kuti richene.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.