Used in other entries
“Ndinzwireiwo ngoni, ndapota, handichazvipamhi zvakare zvokuba.”
from ndapota“nyasha, ngoni, tsitsi - kurwadzirwa mumwe zvakanyanya pakunetseka kana kushaiwa kwake.”
from tsitsi“Pavairwa, Ngoni akazongoerekana anzi kwicho pahuro naFarai, zvekuti akanga ototadza nokufema chaiko.”
from kwicho“Pavairwa, Ngoni akazongoerekana anzi kwicho pahuro naFarai, zvekuti akanga ototadza nokufema chaiko.”
from kwicho