Browse Words
Shona Definition
Ichi chiitomwana chinoshandiswa pakutaura zvinhu zvatopfuura panguva inenge iri kutaurwa nezvayo nemutauri. Akange aenda kudhibha. Mukasvika manheru hamumuwani nokuti achange aenda kubhawa. Ichi chiitomwana chinoratidza kufanana kwekuratidzika kana kwechiito. Anenge mukoma wake. Mafambiro ake anenge aneta.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.