Used in other entries
“Iyi ipfungwa huru inobuda munyaya inenge yakabata ngano kana nhetembo.”
from dingindira“Kana munhu achiteerera ngano, anopota achidavira achiti dzepfunde .”
from dzepfunde“Ichi chibhuku chinobuda kamwe chete pavhiki kana pamwedzi chinenge chiine nyaya, ngano, mifananidzo uye zvimwe zvakaita sekushambadzira zvinotengeswa.”
from magazini“Nyanduri munhu ane chipo chokugona kudetemba kana kutaura nekunyora ngano kana nyaya.”
from nyanduri“ngano”
from rungano“Kune ngano dzinoti vaiti kana vakataura ichi nhasi, mangwana voshanduka votaura zvimwe.”
from Chizungu manyoka / haatani kuserera