Used in other entries
“Aka kapukanana kanonanaira, kanotora ndove kana neyomunhu, kachiiumbiridza kuita tumabhora, kachindoiisa mumwena kuti kagozokandirira mazai akomo.”
from chitutamatuzvi“mowa Mwowa isora rinobuda muzhizha, kazhinji pane ndove, rinodyiwa semuriwo.”
from mwowa“Ngoko kapuka kanobhururuka, kanokungurutsa ndove koisa mumwena mako.”
from ngoko“Aka kapuka kanotora ndove, koikungurutsira mumwena makanogara.”
from nyamututa