Used in other entries
“Ndaroverwa nhando nomudzidzisi, paandiona ndichiseka akafunga kuti ndanga ndichiseka iye.”
from nhando“Hwandiri kuita ubenzi chaihwo nokuti ndanga ndichifanirwa kuenda kubasa, asi ndaita nhesva.”
from nhesva“Akaenda ngekuti ndanga ndamudzinga pamba pangu.”
from ngekuti“Waenda kunotamba nei, ini ndanga ndati usaenda?”
from nei“Ndanzi chenyu nebanga apo ndanga ndichivedzenga nyama.”
from chenyu