Kuti nanga nanga kuzvitsigisa pakufamba kuti urege kuwa. Paakange adhakwa, akanga ofamba achiti nanga nanga achiitira kuti arege kuwira pasi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.