DuraMazwi
Browse Words
Words

nan'anan'a

Shona Definition

Kuti nan'anan'a nechinhi kusada kuchisiya, uchiramba uchifunga kuti maonere aunoita zvinhu ndiwo chete akanaka. Nyaya yako yekuramba wakati nan'anan'a nezvemari yangu, ini uirege nekuti ndinozvisevenzera. Kana uchiramba wakati nan'anan'a nemunhu unenge wakamumaka usingadi zvekusiyana naye uchingoita basa rekumutsvagira mhosva. Zvaunoramba wakati nan'anan'a nemukadzi wemunhu asi une chakakugara nhai mwanangu?

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.