DuraMazwi
Browse Words
Words

muvaki

Shona Definition

Muvaki munhu anoita basa rekumisa dzimba kana zvimwe zvinhu achishandisa zvidhina kana zvimwewo zvinhu. Muvaki munhu ane pfungwa nemazano zvinobatsira vamwe vanhu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.